Bangs Basera – Ndisiye lyrics

[Verse 1] Nhasi tiri busy kunge munafirst Mabeer edu first Mabbe get set Ototiifambira setinechikwereti Otitambira setirivayeni Achadzika dzika nesu otipira makotsi Kutodzikadzika nesu achiwainer ma waists. Nemari Wallet dzazvimba kunge dzapondwa Nemari Wallet dzangozara matrump Mari yacho toishandisa semskana webasa Handimwe masupa I aint superman*2 [Chorus] Saka ndakuspakwa *Ndisiye* Ndakudakunakirwa *Ndisiye* Kana ndakadhakwa *Ndisiye* … “Bangs Basera – Ndisiye lyrics”

Read More